jah prayzah bvumbamirai şarkı sözleri

Pamunovhika Painovhuruvhuta Mweya yakaipa Mweya yandinotya Pamunovhika Painovhuruvhuta Honde Mweya yakaipa Honde Mweya yandinotya Honde Painodzoka Ichamirira kwadoka Honde Mweya yakaipa Honde Mweya yandinotya Painodzoka Ichamirira kwadoka Honde Mweya yakaipa Honde Mweya yandinotya Huyai mupukute masodzi angu Bvumbamira Douyai mundipewo chinzvimbo changu Bvumbamira Ndodaira kuti ndichagarika Bvumbamira Nekuti mandinzwa muchembere Bvumbamira Huyai mupukute masodzi angu Bvumbamira Douyai mundipewo chinzvimbo changu Bvumbamira Ndodaira kuti ndichagarika Bvumbamira Nekuti mandinzwa muchembere Bvumbamira Makata iwe makata Bvumbamira Tichingoripo tichigomera Bvumbamira Asi mangwana tichateremuka iwe Bvumbamira Nekuti mandinzwa muchembere Makata iwe makata Bvumbamira Tichingoripo tichigomera Bvumbamira Asi mangwana tichateremuka iwe Bvumbamira Nekuti mandinzwa muchembere Kwekweta mukaka Urarame semucheche Vadzimu vari mugomo Havasati vapindura Kwekweta mukaka Urarame semucheche Vadzimu vari mugomo Havasati vapindura Shungu iwe shungu iwe Zviuya zviri mberi Izwi revari musango Harisati ranzwika Shungu iwe shungu iwe Zviuya zviri mberi Izwi revari musango Harisati rapindura Huyai mupukute masodzi angu Bvumbamira Douyai mundipewo chinzvimbo changu Bvumbamira Ndodaira kuti ndichagarika Bvumbamira Nekuti mandinzwa muchembere Bvumbamira Huyai mupukute masodzi angu Bvumbamira Douyai mundipewo chinzvimbo changu Bvumbamira Ndodaira kuti ndichagarika Bvumbamira Nekuti mandinzwa muchembere Bvumbamira Makata iwe makata Bvumbamira Tichingoripo tichigomera Bvumbamira Asi mangwana tichateremuka iwe Bvumbamira Nekuti mandinzwa muchembere Makata iwe makata Bvumbamira Tichingoripo tichigomera Bvumbamira Asi mangwana tichateremuka iwe Bvumbamira Nekuti mandinzwa muchembere Homwe ichabereka dzimwe homwe Mukoma rugare ah-ha ndeya Mukoma rugare Kumbirawo huchenjeri Uchazova chikonzero cherugare ah-ha ndeya Mukoma rugare Aiwa mondiyeuka Pamucharangarira vamwe Mudzimu unoyera baba Musakoshiwa kundipa rugare Mukoma rugare Aiwa mondiyeuka Pamuchakomborera vamwe Mudzimu unoyera baba Ndovavarira rugare Mukoma rugare Huyai mupukute masodzi angu Bvumbamira Douyai mundipewo chinzvimbo changu Bvumbamira Ndodaira kuti ndichagarika Bvumbamira Nekuti mandinzwa muchembere Bvumbamira Huyai mupukute masodzi angu Bvumbamira Douyai mundipewo chinzvimbo changu Bvumbamira Ndodaira kuti ndichagarika Bvumbamira Nekuti mandinzwa muchembere Bvumbamira Makata iwe makata Bvumbamira Tichingoripo tichigomera Bvumbamira Asi mangwana tichateremuka iwe Bvumbamira Nekuti mandinzwa muchembere Makata iwe makata Bvumbamira Tichingoripo tichigomera Bvumbamira Asi mangwana tichateremuka iwe Bvumbamira Nekuti mandinzwa muchembere
Sanatçı: Jah Prayzah
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 6:22
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Jah Prayzah hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı