jah prayzah chigaro chehushe şarkı sözleri

Ndakazvinzwa zvamaironga Pandichatsika muchandinokora tsoka Pfumo reropa kune we ropa Ehe ndimi muchandiuraya Panorwa mikono hapameri sora Kuumburudzana kuumburudzana Pfumo reropa kune we ropa Ehe ndimi muchandiuraya Munzira yacho Kutsika mavhunze Munoda kufamba wakateya nzeve Pavachakanda museve Tsoka ndibereke Ndinotya kunyangarika kuenda kusingadzokwe Chigaro chehushe chinorema Chine varanda mazana mana Vese vanoda kugara nhaka Vachabayana pahukama Chigaro chehushe chinorema Chine varanda mazana mana Vese vanoda kugara nhaka Vachabayana pahukama Ndaona mhute ichiuya Bhuru remudzimu richikuma Rwizi rwazara kusina kunaya Munoda here kuteura Zvadziri hope dzinoshura hondo Vedumbu rimwe vodambura sungano Zvarwuri rwuvengo rwapinda mumwongo Vakatemwa nyora dzemangoromera Zvadziri hope dzinoshura hondo Vedumbu rimwe vodambura sungano Zvarwuri rwuvengo rwapinda mumwongo Vakatemwa nyora dzemangoromera Chigaro chehushe chinorema Chine varanda mazana mana Vese vanoda kugara nhaka Vachabayana pahukama Chigaro chehushe chinorema Chine varanda mazana mana Vese vanoda kugara nhaka Vachabayana pahukama Vanoda nduramo Vanoda goneso Vanobairana chiraramo Chesimba nendarama Vanoda nduramo Vanoda goneso Vanobairana chiraramo Chesimba nendarama Chigaro chehushe chinorema Chine varanda mazana mana Vese vanoda kugara nhaka Vachabayana pahukama Chigaro chehushe chinorema Chine varanda mazana mana Vese vanoda kugara nhaka Vachabayana pahukama
Sanatçı: Jah Prayzah
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 4:07
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Jah Prayzah hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı