jah prayzah chimwe nechimwe şarkı sözleri

Gore riye rakauya nenhamo Chimwe nechimwe Chine nguva yacho Tichabira rwizi mai mwana Chigomera uripo Mangwana zvinonaka Dura riya uchariwona razara Tichakanda mhodzi mai mwana Nzara mumba mangu ndikafunga kachana Chimwe ne chimwe Chine nguva yacho Tichabira rwizi mai mwana Chigomera uripo Mangwana zvinonaka Dura riya uchariwona razara Tichakanda mhodzi mai mwana Tseketsa yakasara Takaikangira mudhumeni Chikwere chikasara nhoko Kana pfuma yenhaka Yakaperera mukuripa Ngozi yakasiiwa na baba Ndaiti tichabereka mwana Anosara achitevera gwara Mimba ikaramba kubata Ndaiti tichabereka mwana Anosara achitevera gwara Mimba ikaramba kubata Gore rakauya nenhamo Chimwe nechimwe Chine nguva yacho Tichabira rwizi mai mwana Chigomera uripo Mangwana zvinonaka Dura riya uchariwona razara Tichakanda mhodzi mai mwana Nzara mumba mangu ndikafunga kachana Chimwe ne chimwe Chine nguva yacho Tichabira rwizi mai mwana Chigomera uripo Mangwana zvinonaka Dura riya uchariwona razara Tichakanda mhodzi mai mwana Hama dzikauraya mombe Kutomhanya nebakatwa Kunoita mucheka dzafa Hama dzikauraya mombe Kutomhanya nebakatwa Kunoita mucheka dzafa Shungu dzirege dziputike Buritsa misodzi zvireruke Kavira pasi usimuke Shungu dzirege dziputike Buritsa misodzi zvireruke Kavira pasi usimuke Gore rakauya nenhamo Chimwe nechimwe Chine nguva yacho Tichabira rwizi mai mwana Chigomera uripo Mangwana zvinonaka Dura riya uchariwona razara Tichakanda mhodzi mai mwana Nzara mumba mangu ndikafunga kachana Chimwe ne chimwe Chine nguva yacho Tichabira rwizi mai mwana Chigomera uripo Mangwana zvinonaka Dura riya uchariwona razara Tichakanda mhodzi mai mwana
Sanatçı: Jah Prayzah
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 4:54
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Jah Prayzah hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı