jah prayzah gwara şarkı sözleri

Kwazivai mambo Dai mandibvunza ndasangana nei Mugomo ndaona madhuna mutuna Musiwo we ninga wakashaika Kwazivai mambo Dai mandibvunza ndasangana nei Mugomo ndaona madhuna mutuna Musiwo we ninga wakashaika Gwara mukoma Gwara Gwara kushaya gwara Mugomo ndaona madhuna mutuna Musiwo weninga wakashaika Gwara mukoma Gwara Gwara kushaya gwara Mugomo ndaona madhuna mutuna Musiwo weninga wakashaika Hwenda kumawere hwenda Varamba kupindura vedzinza Hwenda machangamire hwenda Hwenda kunyangwe zvikabhenda Hwenda kumawere hwenda Varamba kupindura vedzinza Hwenda machangamire hwenda Hwenda kunyangwe zvikabhenda Gwara mukoma Gwara Gwara kushaya gwara Mugomo ndaona madhuna mutuna Musiwo weninga wakashaika Gwara mukoma Gwara Gwara kushaya gwara Mugomo ndaona madhuna mutuna Musiwo weninga wakashaika Haiwa ndaneta Kufamba kwacho kuchanetsa Kanenge karwendo kemujecha Wafamba wanyura Wafamba wanyura Haiwa ndaneta Kufamba kwacho kuchanetsa Kanenge karwendo kemujecha Wafamba wanyura Wafamba wanyura Hwenda kumawere hwenda Varamba kupindura vedzinza Hwenda machangamire hwenda Hwenda kunyangwe zvikabhenda Hwenda kumawere hwenda Hwenda Varamba kupindura vedzinza Hwenda Hwenda machangamire hwenda Hwenda Hwenda kunyangwe zvikabhenda Gwara mukoma Gwara Gwara kushaya gwara Mugomo ndaona madhuna mutuna Musiwo weninga wakashaika Gwara mukoma Gwara Gwara kushaya gwara Mugomo ndaona madhuna mutuna Musiwo weninga wakashaika Mmmm wakanganwa Wakanganwa Wabondera Wadzungaira Hee-eeh wafuratira Dai ndiririni Ndairidza ngoma nerurimi Handiramwi Anovhura nzira yangu ndimwi Gwara mukoma Gwara Gwara kushaya gwara Mugomo ndaona madhuna mutuna Musiwo weninga wakashaika Gwara mukoma Gwara Gwara kushaya gwara Mugomo ndaona madhuna mutuna Musiwo weninga wakashaika
Sanatçı: Jah Prayzah
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 4:14
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Jah Prayzah hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı