jah prayzah mhaka şarkı sözleri

Hiya hiya wooo Hiya woo Hiya hiya woo Hiya woo Akatuka muchembere Ane botso muzkuru Une mhaka Wazvinzwa ka Mmm zvakutoda kuripa mhou Chena nemhuru yayo Une mhaka Wazvinzwa ka Huh kunengedza muchembere Tanda botso muzkuru Une mhaka Wazvinzwa ka Mmm zvakutoda kuripa mhou Chena nemhuru yayo Mmmm wandinongedza Iwe wandishora iwe Wandinongedza Iwe wandigumbura fani Wandinongedza Zvimwe kundishora iwe Wandinongedza Iwe nyakutumbura iwe Vachati wonai Wonai Akapfeka manyatera wonai Wonai Vachati wonai Wonai wonai wonai Wonai Wonai Akasunga marengenya wonai Wonai wonai wonai Wonai Akatuka muchembere Ane botso muzkuru Une mhaka Wazvinzwa ka Mmm zvakutoda kuripa Mhou chena nemhuru yayo Une mhaka Wazvinzwa ka Wakatuka muchembere Tanda botso muzkuru Une mhaka Wazvinzwa ka Zvakutoda kuripa Mhou chena nemhuru yayo Une mhaka Wazvinzwa ka Ayeee-e Ayee-e Ayeee-e Ayee-e Ayeee-e Ayee-e Nhamo yacho ikaoma Kutonanga Uzumba Ndanga ndati ndiringe Ndaonda zvakutoda kubvuma Dzokera Nhamo yacho mukoma ikaoma Kutonanga Uzumba Ndanga ndati ndiringe Ndaonda zvakutoda kubvuma Dzokera Akatuka muchembere Ane botso muzkuru Une mhaka Wazvinzwa ka Mmm zvakutoda kuripa Mhou chena nemhuru yayo Une mhaka Wazvinzwa ka Wakatuka muchembere Tanda botso muzkuru Une mhaka Wazvinzwa ka Zvakutoda kuripa Mhou chena nemhuru yayo Une mhaka Wazvinzwa ka Hona vanogunun'una mai vangu Zamu vakarovera pamuhacha
Sanatçı: Jah Prayzah
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 5:14
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Jah Prayzah hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı