k kazeny everyday (intro) şarkı sözleri

K Kazeny Lets Go Ndine madreams andinao andinorota everyday Every night zvinotouya ndakatochila ndiri pa bed Wangu eish i gat the plans dzekutoroora next 20k ndiri ku saver kuti mwana asvike pa den Ndine madreams andinao andinorota everyday Every night zvinotouya ndakatochila ndiri pa bed Wangu eish i gat the plans dzekutoroora next 20k ndiri ku saver kuti mwana asvike pa den Working working working working ndiri kushanda everyday Ndine zimota neziden zviri kuuya on the way Muchazviona pandicha poster zviri pa gram end of year Ndoda ma guards security indi kavhe by the way Ndoda zi benz rekuzo sprinter kana ndadanwa ndiri pa show Plus ka mota kamwe kadiki kekuzopinda nako ma rounds Why muchiposter munhu afa kana ari alive mo blue-ticker I wanna trap kudarika that guy anozviti ndiye anopisa K Kazeny ndichatopisa more that what you think it is Ndoda ku signer vapfana vanogona vanotoketa how to trap Ndoda kupisa kudarika mvura iri mu giza kana mu jug Muchazviona 2 weeks later pandichaita rimwe zi show K Kazeny is my name but Tanaka ndere paden Ukamushaya pa media ziva kuti gee havana data Panoda yes vanoisa no panoda stop vanoisa go Life i vhiri but yangu yakatoiswa rimwe zi meg Ndine madreams andinao andinorota everyday Every night zvinotouya ndakatochila ndiri pa bed Wangu eish i gat the plans dzekutoroora next 20k ndiri ku saver kuti mwana asvike pa den Ndine madreams andinao andinorota everyday Every night zvinotouya ndakatochila ndiri pa bed Wangu eish i gat the plans dzekutoroora next 20k ndiri ku saver kuti mwana asvike pa den Working working working working ndiri kushanda everyday Ndine zimota neziden zviri kuuya on the way Muchazviona pandicha poster zviri pa gram end of year Ndoda ma guards security indi kavhe by the way KAZENY
Sanatçı: K Kazeny
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:31
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
K Kazeny hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı