k1toocertii black label şarkı sözleri
(Ah ko vangatidii?)
(Gamba)
(Gamba)
(Ah ko vangatidii?)
(Yeah, yeah, yeah yeah)
Kana ndapinda ndakatsamwa ndakafinyama face
Pane ari kunetsa pane ari kudhandwa
Pane ari kutemwa nema Gz
Moto moto kana tasvika mu club
Varikungo baya fire emoji
Pa every pic randirikuposta
Unsigned andina kana label
Team riya roswerera ma black label
Tingavadii? hustlers mindset hapana
Koiyo closet havana
Vanotaurisa Kana vave pa net in person Hapana
Vanochinja kuita zvimumumu kana vandiona
Kokuzoti vim yawanga uchisasa nayo pa net zvachinja
Zvaendepi? ndambofunga kuti ma thug
But nah dzitongori hwai mototambira mhiri
King of the Jungle, ndakatogarira Simba kana Mufasa
Kovarikusasa varikutapudzika bit by bit
One, two, three varikudonha ungati vabatwa ne mweya mutsvene
Ndichizviona ndaitoseka zvekutopfura bere
(Gamba)
(Yeah)
(Ah ko vangatidii ?)
Kana ndapinda ndakatsamwa ndakafinyama face
Pane ari kunetsa pane ari kudhandwa
Pane ari kutemwa nema Gz
Moto moto kana tasvika mu club
Varikungo baya fire emoji
Pa every pic randirikuposta
(Aye)
Kana votaura vanosasa kwavasina kuswera
Kana tovhunza makazvionera mega here?
Ingori ayehwa ndakaudzwa na nhingi na Nhingi tiri kumba kwa nhingi
Iko kurwadziwa nekubudirira kwe vamwe
Ndokurikuita kuti usare uri same spot, no elevation no progression
Chimbomira kurwadziwa unozvishandira hupenyu ivhiri
Ramangwana hauzivi (Hauzivi)
Ah mira straight bata rutivi (Bata rutivi)
Ramangwana hauzivi (Hauzivi)
Ah mira straight bata rutivi, ndisati ndakanzura dhiri
Kana ndapinda ndakatsamwa ndakafinyama face
Pane ari kunetsa pane ari kudhandwa
Pane ari kutemwa nema Gz
Moto moto kana tasvika mu club
Varikungo baya fire emoji, fire emoji
Kana ndapinda ndakatsamwa ndakafinyama face
Pane ari kunetsa pane ari kudhandwa
Pane ari kutemwa nema Gz
Moto moto kana tasvika mu club
Varikungo baya fire emoji, fire emoji