k1toocertii chibhanzi şarkı sözleri

(Ah Ko Vangatidii?) (K1) (Yeah) (Yeah,Yeah,Yeah,Yeah) Mazuva ano hakuna mabasa, Ndirikutsvagawo data Kuti ndipinde mu race,kuti Ndidedze maFace angu pamafaro(yeah) Pamafaro (yeah) Ndidedze ma face angu, ndawana chibhanz Kana ndawana chibanz ndirikusheya ma plan Hazvina basa, kuti ndanetsekana pakuwana Kune vanoti vakaura vega ska havaskusheya Ah ne boys rangu tirikutosheya Se zvanda-kambotaura tiri ma brothers,in arms Hatisati tane mari, ndosaka tichiri-kusheya hembe, drip, klobha Instead kuti tikuratidze ka life ke fake Tongobuda pachena, hatifeele ma pressure, eTwitter kana IG (Yeah) (Hatifeele ma pressure) (ETwitter kana IG) (Yeah,Yeah,Yeah) Mazuva ano hakuna mabasa, Ndirikutsvagawo data Kuti ndipinde mu race,kuti Ndidedze maFace angu pamafaro(yeah) Pamafaro (yeah) Ndidedze ma face angu, ndawana chibhanz Kana ndane mari, handikanganwe kwandakabva, kwandakatanga Vakatanga neni, vanotamba neni Ndokuzivai A to Z nhingi na nhingi K1 usati dhibe kana wakutora mari (Never) Mazuva ano hakuna mabasa, Ndirikutsvagawo data Kuti ndipinde mu race,kuti Ndidedze maFace angu pamafaro(yeah) Pamafaro (yeah) Ndidedze ma face angu, ndawana chibhanz Mazuva ano hakuna mabasa, Ndirikutsvagawo data Kuti ndipinde mu race,kuti Ndidedze maFace angu pamafaro(yeah) Pamafaro (yeah) Ndidedze ma face angu, ndawana chibhanz
Sanatçı: K1toocertii
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:33
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
K1toocertii hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı