k1toocertii gaya şarkı sözleri
(Marko)
(K1)
(Ah ko vangatidii)
Last time yandakafeedwa nemi makasasa
That's why ndakuda zvekudada
Since now ndave baba muri tuNhanha
No cap handina kufara tambirai kure
Nowadays hapana ma hu-
Hona shenha ungati chigure, ungati chigure
Gaya (vakuda nezvangu)
Gaya (vakuda nezvangu)
Gaya (vakuda nezvangu) (Why?)
Gaya (Hanzi uri wangu)
Gaya (Hanzi uri wangu)
Gaya (Hanzi uri wangu) (Since when Uh)
Nowadays maFans akuwanda kupfura maFundz (Mxm)
Hapadi chinono torai ma chanz (yeah)
No cap haundone pa dance floor
Andigone kutamba nevamwe zvakanaka ungati handina tsika (yeah)
Time time maybe handina tsika zviri pa-two uh (maybe maybe)
Gaya (vakuda nezvangu)
Gaya (vakuda nezvangu)
Gaya (vakuda nezvangu) (Why?)
Gaya (Hanzi uri wangu)
Gaya (Hanzi uri wangu)
Gaya (Hanzi uri wangu) (Since when Uh)
Since when ndakunzi sahwira wako?
Kubva kudhara makandimaka but time time ndakatokumakaiwo uh
Musasvike pedyo neni cos hamuzi vePedyo
Sa-Pedro ndine mamero hobho ndogona kungozadza saga (Mhm)
No cap ndogona kungozadza saga nema tsaga
Time time vanopfeka maSaga but vanozvona kunge Saka
Kumabhuza hauskukwana (Nah)
Kuma Looser hauskukwana (Nah)
Chiregera kuita zve Mogo enda uno-Vhima tsvaga madhora (uh)
Gaya (vakuda nezvangu)
Gaya (vakuda nezvangu)
Gaya (vakuda nezvangu) (Why?)
Gaya (Hanzi uri wangu)
Gaya (Hanzi uri wangu)
Gaya (Hanzi uri wangu) (Since when Uh)
(K1)
(Ah ko vangatidii?)
(Marko)