k1toocertii gore renzara şarkı sözleri
(Marko)
(K1)
(Ah Ko Vangatidii?)
Hupenyu wacho ungati tamugorenzara zvekare,
Hapadi matare tirikuJudger zviripameso
Handizi macheso but zvamwari zuva neZuva
Ndirikuda kuzora butter zvekutopfura Alec
This year ndazvonera ndega kuti..
Mu-Gore renzara makashata
Taiverenga chapater bvunza baba
Kumabhuku taisaganza bvunza mhama
Mu-Gore renzara patoshata, time time hapachina shasha
Time time hapachina tsaga tirikuda mukana (yeah)
Time time hatizi ma-Tsaga but kungoti mukana washota
Sa-Jona tinotokunda cos paFeya tina Jehovah
No cap ndakubuda muSaga hapana rukudzo
Ukarova Amai unopfeka maSaga hazvina rukudzo, hazvina rukudzo
Mazuva ano anoda pfuma kuti hupenyu uve nyore
Ndichikweva danda rangu ndirikugaya pore pore
Time time hapachadi worry pakuda action tsvaga mari
No cap haa pakuda mwari, tsvaga mwari
MaDress azara muRoad, pondo bonde zvinotonzwisa tsitsi
Madhara arikuponda haana tsitsi
Hanzvadzi vhara makumbo ndine urombo kune vakatitadza
Kune vakatitadza but Jehova achatiropafadza
Time time taiswera kuchikoro but ma-Graduate tiripaden
Ma-Youth hobho takatakura mutoro muhombe
But toketa nyika yedu takajega changoshota mukana
Pa-Fair changoshota mukana tiri-kuStarva that's why tirikuti..
Mu-Gore renzara makashata
Taiverenga chapater bvunza baba
Kumabhuku taisaganza bvunza mhama
Mu-Gore renzara patoshata, time time hapachina shasha
Time time hapachina tsaga tirikuda mukana (yeah)
(Yeah Tirikuda mukana)
(Yeah yeah Tirikuda mukana)
(Yeah yeah Tirikuda mukana)
(Ah ko vangatidii?)
(K1)
Gore reNzara tirikuda mukana
Gore reNzara tirikuda mukana
Gore reNzara tirikuda mukana
(Marko)