k1toocertii heads or tails şarkı sözleri

(Ah ko Vangatidii?) Ana boiz vapinda good behaviour on display Hatidi ma jokes hatidi maFunniz Flippa coin headz or tails? Urikutora mari kana kuti bhegi nderangu? Let me know right now ndirikuda kuziva vhura maoko Let me see what's inside tiri paGrind But maya hatingazoti grind hatizi Pa corner tirikubeja maDhora Pass-time se boys, night time tine noise, night time tine noise Mu Hood machinja mune drillerz NemaWannabe gangster pamwe chete zvakamixer Vhura chibhodhoro undikandirowo mixer Handidi zvekumixer nevapfanha veNg'oma keep my image clean Mari chete ndozvakazara muBrain dzangu Ana boiz vapinda good behaviour on display Hatidi ma jokes hatidi maFunniz Flippa coin headz or tails? Urikutora mari kana kuti bhegi nderangu? Let me know right now ndirikuda kuziva vhura maoko (Vhura maoko, vhura maoko) (Flip it, heads or tails) (Flip it, heads or tails) Tinoadmitter tichiri broke that's why takachilla Ma games acho angori eBag beja pasinga reme Two waya totangira ipapo hazvinetse Until ndave millionaire ndichiri broke andidi maSasi Ma excuses ekuti usamhanyise bag Parizvino society yakadhakwa but haisi excuse Tichasvika kwatirikubaya umwe ne umwe ane ma destination Nema Goals nema dreams, zvichaita ramba uchishanda uchigrinder Non stop acceleration, no brakes famba nebhora Taneta nekudya madora ndakuda dollar Ndibaye ku Bora Bora ndinoswerera Cola Handibate Sprite, team rangu repa chando rongomhanyisa Cola Ana boiz vapinda good behaviour on display Hatidi ma jokes hatidi maFunniz Flippa coin headz or tails? Urikutora mari kana kuti bhegi nderangu? Let me know right now ndirikuda kuziva vhura maoko (Flip it, Heads or tails) (Flip it, Heads or tails) (Flip it Heads or tails) (Flip it) Ana boiz vapinda good behaviour on display Hatidi ma jokes hatidi maFunniz Flippa coin headz or tails? Urikutora mari kana kuti bhegi nderangu? Let me know right now ndirikuda kuziva vhura maoko Ana boiz vapinda good behaviour on display Hatidi ma jokes hatidi maFunniz Flippa coin headz or tails? Urikutora mari kana kuti bhegi nderangu? Let me know right now ndirikuda kuziva vhura maoko
Sanatçı: K1toocertii
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:12
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
K1toocertii hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı