k1toocertii kana kuti? şarkı sözleri
(K1)
(Kana kuti, Kana kuti?)
(Kana kuti,Kana kuti?)
(Ah ko vangatidii?)
Tosvika here (Kana kuti?)
Topinda here (Kana kuti?)
Toenda here (Kana kuti, Kana kuti, Kana kuti?)
Mondiziva here (Kana kuti?)
Momuziva here (Kana kuti?)
Toenda here (Kana kuti, Kana kuti, Kana kuti?)
Ndichipinda mu-Club ma vibes achinja
Munhu wese arikuspakwa
Team racho tirikutapirirwa zvekutopfura sugar
Ah Maihwi, mahwindi apinda team re mafaro
Ko tonaz here sista murikusvika
Yakutozara kombi yakazara maPombi munana Tsungi
Pa Weekend, mondibata pa Garden, pa Wood Garden
Ndichimhanya mangoma ndichi Jamba ma number
Sa-Voltz ndovasiya vachi Jamba vachi twanya, heh JT
Tosvika here (Kana kuti?)
Topinda here (Kana kuti?)
Toenda here (Kana kuti, Kana kuti, Kana kuti?)
Mondiziva here (Kana kuti?)
Momuziva here (Kana kuti?)
Toenda here (Kana kuti, Kana kuti, Kana kuti?)
Team racho tirikupisa zvekutopfura geezer
Don't worry haumbosniza tirikudziya kupfura ma heater
Tichiona mamero Charles Manyuchi tinoma hitta
Ma-Peter Friends tirikusiya ana Judas hatisekerere
Vanoshambadzira basa kana zvadhakwa
Vapfanha veNg'oma,tokusiyai mu comma
Ibvai pama Corner, rairai vechidiki
Vasare kuchikoro, vasazopusha mangoro
Mukana vakapihwa, mukana vakaWesta uh
Tosvika here?
Topinda here?
Toenda here?
Mondiziva here?
Momuziva here?
Toenda here?
Tosvika here (Kana kuti?)
Topinda here (Kana kuti?)
Toenda here (Kana kuti, Kana kuti, Kana kuti?)
Mondiziva here (Kana kuti?)
Momuziva here (Kana kuti?)
Toenda here (Kana kuti, Kana kuti, Kana kuti?)
Tosvika here?
Topinda here?
Toenda here?
Mondiziva here?
Momuziva here?
Toenda here?