k1toocertii kuzvipira şarkı sözleri
(K1)
(Yeah)
(Ah ko vangatidii?)
N-n-ndadzoka paZim hanzi, commitment irikunetsa
Mujolo watora vanhu saka tsvaga ma plan
Usafire Mujolo tsvaga mari, ndiri pano saka matichii Uh
Time time angave ma funniz
But kana yanguva yema hunniz, ndine wangu ari pa Deutch land
Ah musandisaiza musandidedze kuma dress
Wangu ka ten out of ten saka andiskuda ma friends
Vanonyangira nehu bestie bestie, game racho ndinoriziva ndakachimaster
Ask mukadzi wangu anokuudza
Ah taitove ma friends ku Phoenix kwatakasangana but now hona
Ndakumuti Mai Kashiri, but anga ari bestie
(But anga ari bestie)
(Ndakumuti Mai Kashiri)
(yeah)
Ndadzoka paZim hanzi, commitment irikunetsa
Mujolo watora vanhu saka tsvaga ma plan
Usafire Mujolo tsvaga mari
Ndiri pano saka matichii? Uh, saka matichii Uh
Kuri kunzi mabvunza inini
Bestie wake ari panzara arikuda bota
Arikupulla ne mota backseat, kana front seat
Adyarwa ma seeds, mwana ari paden ane kadumbu kasiri kako
Hezvo zvaitori nhamo ichakutsoma
Ma bhora ngaagare mu zip, time time anotora ma tip
Avenues andimushaye Pa corner kuri kunzi ndarova chi round
Chooser uchiziya pane chi crowd, chirikutsoma bhebhi rako
Pray ane composure kwete ma interests e-only leisure
(Yeah)
(Pray ane composure)
(Yeah, Yeah, Yeah)
Ndadzoka paZim hanzi, commitment irikunetsa
Mujolo watora vanhu saka tsvaga ma plan
Usafire Mujolo tsvaga mari
Ndiri pano saka matichii? Uh, saka matichii Uh
Ndadzoka paZim hanzi, commitment irikunetsa
Mujolo watora vanhu saka tsvaga ma plan
Usafire Mujolo tsvaga mari
Ndiri pano saka matichii? Uh, saka matichii Uh