k1toocertii kwese kwese şarkı sözleri
(Marko)
(Ah ko Vangatidii)
Nowadays kubuda muDen itori issue
For isu tine ma issues
Tisu vachadzinga nhamo huya tifare
Hapana matare achatimisa kana anotitonga
Se-Gomba tinovatora hapana makuva, hapana makuva
Gaya angori mariro kwese kwese but hapana ma-bodies
Angori mariro kwese kwese cause hatina ma hobbies
Angori mariro kwese kwese
Kwese kwese, hatina matyira kwese kwese
Mazuva ano varikufunga tiri silent
Cause hatina mhinduro for the disrespect yavarikusvipa
Zviri-kubuda mukanwa mavo tinozviziva but hapana
Hapana achanoita action hatisi mu movie
MaGevha akatotsamwa
No cap tirikunoponda zvese ne-vanopoda hapana anopona
Se-Bhora tine ma-Sub hobho, anomwaya mabara kupfura machine gun
Hapana Kelly but yes tirikupusha Chicken isina Inn
Next time ndidirire Gin handiskufara kune vatadza
Ma days atakavadedza vakatoganza vakaticharja
Nowadays they vent on the net, coming like cats (Pu-)
Nowadays they cap on the net they ain't bad (Pu-)
I speak the truth when I tell you please don't test me
Ah ah ndatichii dont vex me nemashoko ako asina purpose
Usazvona kunge mambo, wangu hauna chigaro uri da-
Tozviziva hauna gango uri mwana wemusango
Gaya angori mariro kwese kwese but hapana ma-bodies
Angori mariro kwese kwese cause hatina ma hobbies
Angori mariro kwese kwese
Kwese kwese, hatina matyira kwese kwese
Ndobvunzwa everyday how come hapana response
I know the weakest link will always chat the most so I ghost
Handidi zvemashoko if you're on it huya maOko
No time for the talkin ting since uri king huya ndizvone
Gaya angori mariro kwese kwese but hapana ma-bodies
Angori mariro kwese kwese cause hatina ma hobbies
Angori mariro kwese kwese
Kwese kwese, hatina matyira kwese kwese
(Marko)
(Ah Ko Vangatidii?)
(Yeah)