k1toocertii life şarkı sözleri

(K-one) (Life) (Mu-Zim) Hupenyu ivhiri, Life inokupa maLemon Ma lesson ekuti udzidze, ekuti uzive Se team rangu ndokuitira zvinhu pasina daka Pasina expectancy yemubhadharo Munomu muZum, problem ndeyekuti Varikuda kuhwinaVarikuda kuhwina vega but We need to work as one toisa musoro pamwe chete But time time, ingori competition, kuflexa Kuhater kana pasina chirikufamba That is not the way Kana zvapressa inini semface wako ndikumbire help Im there for you, ndokubatsira Kwete kuswera kunyangira tese hatina bag wani But ukandigama ndinokugama Tofamba neBhora, tapedza ma sports In this day and age kana uchiri ku hater On grind reumwe ndiwe rombe Unoswera ku-typa kuseri kwe keyboard Instead kuti umhanyise bag Hupenyu ivhiri, Life inokupa maLemon Ma lesson ekuti udzidze, ekuti uzive Se team rangu ndokuitira zvinhu pasina daka Pasina expectancy yemubhadharo You see them guys vari ku states,vahombe stereki But still individually varikubatsirana Hapana kana jealousy, unoona chii mu Zim Makazara pride and envy I pray kuti one day kuti Mwari vatozopindira Cause inini ndazvitadza, cause inin ndaramba Ku-suppreswa nechi mindset cheku ma- Ah excuse my language, tu hasha twe depression Twakarehwa na Voltz saka ndiregererei (Saka ndiregererei) Hupenyu ivhiri, Life inokupa maLemon Ma lesson ekuti udzidze, ekuti uzive Se team rangu ndokuitira zvinhu pasina daka Pasina expectancy yemubhadharo Hupenyu ivhiri, Life inokupa maLemon Ma lesson ekuti udzidze, ekuti uzive Se team rangu ndokuitira zvinhu pasina daka Pasina expectancy yemubhadharo
Sanatçı: K1toocertii
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:59
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
K1toocertii hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı