k1toocertii ndinokutendai şarkı sözleri
(K1)
(Ah kovangatidii)
Tiri ma starboy kubva kudhara tiri ma starboy
Tichiri ku fazh taimhanyisa ma sweets, ma firita, ma fat cook
Tiudze zvaurikuda tirikuya ne speed
Pa fair tirikuya ne speed, aiwa tirikuuya ne speed
Handidi zvekunyepa, mukukura mangu
Ndanga ndine zvakawanda ndinotenda Ambuya vangu
Vai sacrificer plate yavo kuti muzukuru agute, kuti ndifunde, kuti ndidzidze
Ndisazokura ndiri rombe
Ndinotenda vakawanda mukukura mangu
Kuna Momz, kuna Mingo, Mai Nene
Aunty Theo,usadhibe Baba Nene, Gogo Zanamwe ndirikuziya
Mdara Kashiri William Senior Uncle Eddie
Ah kunyangwe Badman ndinokutendai
(Ndinokutendai)
(Ndinokutendai)
(Ndinokutendai)
(Yeah)
Parizvino list racho rakura Uncle Munya andina kukudhibhai
Mudzimba mune zvakawanda zvinoitika usina ruzivo
Last time yandakataura na Mdara wangu ndaitena seventeen
Se Pwere, tichiri kuBeefa nekuti pride achiri pakati
Penhau dzakudhara zvinotomara
Ah ndirikutofara vachigaya ndirikuganza
Number dzangu vanadzo but varikubvunza why ndisiri kufona
Ah ko why vasirikufona
Tiri ma starboy kubva kudhara tiri ma starboy
Tichiri ku fazh taimhanyisa ma sweets, ma firita, ma fat cook
Tiudze zvaurikuda tirikuya ne speed
Pa fair tirikuya ne speed, aiwa tirikuuya ne speed
Tiri ma starboy kubva kudhara tiri ma starboy
Tichiri ku fazh taimhanyisa ma sweets, ma firita, ma fat cook
Tiudze zvaurikuda tirikuya ne speed
Pa fair tirikuya ne speed, aiwa tirikuuya ne speed
(Ko Vangatidii?)