k1toocertii ngirozi dzedu şarkı sözleri
(K-one)
(Ah ko vangatidii)
MuLife mune ma challenges hobho
Mune zvakawanda zvinoitika tisingade
Twenty twenty ndaka-Looser uncle yangu
Zvinotondibaya paMwoyo Zvinotondirwadza
Parizvino ndiri mu studio
Ndirikubuda musodzi irikuyerera
Zvekutopfura MaFalls, kwete ari ku Vic or Niagra
Ma waterfalls anoratidza zviri mu mwoyo
Makazara marwadzo nezviroto
Ah dreams for a better life for a better future
Mu Life mune feature sarudza ako
Line for line bar for bar ziva vako (ziva vako)
Ziva vanokumirira paunenge usipo
Panotaurwa nezvako
Man I miss my uncle, vanga vakazara wisdom
Taivati Bishop kana kuti Mingo, kana kuti Baba Waga
Zveshuwa, a pure soul heaven has gained an angel
I wouldn't lie what's the need?
Vakazvionera vega vanozviziva
Zveshuwa ndichiri-kuchema kana ndiri ndega
Zvakanzi na Mingo usavaratidze misodzi yako
Ka-sign ke weakness vanoka exploita
Vachida kukukwadzisa, vachida kukurwadzisa
Auntie Natsi we miss you,
Hapana kana zuva rinopfura tisina kukufungai
Tisina kumbo-gaya kuti murisei kudenga kurisei?
Tichengetedzei tichiri panyika,
Kana nguva yedu yakwana to-kontinya patakasira