k1toocertii takavaudza şarkı sözleri
(Marko)
(K1)
Kubva kudhara tichivatsanangurira
Hatina ma opps hatina vangagone nesu
Anesu akanyikwa banga, aisasa kunge baby rine nzara
Time time anga asina mabara
Time time takasara takafara vachidala kuda kubvisa (Pressure!)
Havagone nesu nyaya dzehondo dzangonhorondo
Kwavari zvinopera Pa net
Kwatiri zvinopera wakufushirwa hapana sorry
Hapana ruregerero kwamuri muchaziya mariro uh
Hapana madiro, hapana choice murder chete kana ukasaiza
Toocertii but still Hanzi ndiri flirty
Andizviziye ndine mukadzi vakuda kundisaiza
Pa fair vakuda kuwanza time time ndikatsamwa ndovakwadza
Sa-Dadza ndiri dangerous maybe ndozvinomirira D
Uh still ndinofamba ndiri P cause I'm pushing P
Bvunza Hama dzangu dziri kuTrappa
Sa-Saka ndiri kuHora ma points
Neck, Chest, Back kwese ndiri ku-Dhedha
Kunge ndirikuvhiya mbudzi
Handina choice kuri kunzi ndakuona red
Unoswera wakuLeaker kunge bhebhi rine maReds
Havana ma creds kuri kunzi takusasa zvekuponda vanhu
Wakambosvika muHood me-munhu ukabatirwa pfuti
Just because of the way you dress, the way to talk,the car you drive
Time time tirikuda ma key, nyaya yacho ngaisareba
Hapana ma favour kana takubata mame mame
Sa maZhambe enda unochema
Magevha akatotsamwa lucky hauna kuPamhwa futi
Sa Charles tine ma fighter hobho
zvekutopfura nyuchi dziri Pa Huchi
Zve Gucci hazvikuunzire coochie
tsvaga mari kwete kuswera kutenga Fucci
(K1)
(Ah ko Vangatidii?)
(Yeah)