k1toocertii usatimakise şarkı sözleri
Marko
K1
Kana kwaedza jongwe rinoshaura ndo alarm yebasa svika paTonaz
Make sure Pa corner pane maGevha arikuServa
Zveshuwa tiri maGangster kana ukandona usakumbire sadza
Andiserve bota but ndobudikira panyaya dze-Mota
Kana kuti dze data risina base
Zveshuwa ndirikuPlana ungati i-Chess
Zuva ne zuva make 1 move kunge King
Ndaitsvaga Queen ndana queen ndave complete ndiri mu Fit
Nguva yekufara Usafarisa mhani
Nguva yebasa Usararisa mhani
Panosvika maBby usatimakisa mhani
Usatikwatisa mhani
Usatimakisa mhani
Nguva yekufara Usafarisa mhani
Nguva yebasa Usararisa mhani
Panosvika maBby usatimakisa mhani
Usatikwatisa mhani
Usatimakisa mhani
Kune vano-Burner zvekutopfura boy ungati ma burnouts
Mabhebhi acho arikuzama kuda kunzi queen but havasi kuSlayer
Vanogaya kuti vari badd but havasi Kikky
Vanoswera vari muMood ungati varikulacker wood isina Denim
Zveshuwa ndirikusasa Woods kana ndakutsvaga kwekunomuviga
Ndirikuda ku baller zviri Pa level, ra Camavinga
Vanogaya kuti, mashoko avo achatimisa
But maya tovadhuma kunge pane Chitima chirikupfura
Hapana achatimisa bvunza Nelson kana Chamisa
Makorokoza azara muRoad ah hona
Tamurova chadonha tiri pa gulf
Akasara akazvimba kunge Hulk isina hogan
I-Hasha chete but magevha abereka tsoka
Zveshuwa ndiye Talker arikutsara achisasa
Pashaikwa mari wekutanga bvunza Mary, Kana Stacey
Time time ndaswera naKasey saka musamubvunza
Ndikutaura shuwa, shuwa andiswerere guhwa
Pa fair ndoswerera mula ndobva ndapedzera coovha
Ndichimhanya neTeam takananga Bhawa
Yes tiri ma bhawa ranger, okay Yes tiri ma bhawa ranger
(Yes tiri ma bhawa ranger)
(Okay Yes tiri ma bhawa ranger)
Nguva yekufara Usafarisa mhani
Nguva yebasa Usararisa mhani
Panosvika maBby usatimakisa mhani
Usatikwatisa mhani
Usatimakisa mhani
Nguva yekufara Usafarisa mhani
Nguva yebasa Usararisa mhani
Panosvika maBby usatimakisa mhani
Usatikwatisa mhani
Usatimakisa mhani
Yeah
Ah Ko Vangatidii?
Marko