k1toocertii vanoda zvangu şarkı sözleri
(K1)
(Ah ko Vangatidii?)
Kubva kudhara vachinditsoma
Veropa vanoda rangu, ve pedyo vanoda zvangu
(Why? why? why?)
Kubva kudhara vachinditsoma, vehama vanoda twangu
Vehama vanoda zvangu
(Why? why? why?)
Kubva kudhara mwari vaneni
Kuhope ndairatidzwa varikuda nezvangu ndinokuzivai
Musafunge ndakadhibha, reverse psychology inoshanda
Ma questions hobho akaburwa, mukunyarara mangu
Ma actions angu achakupai mhinduro ne zaruro
Usafunge kuti andizvione ndinokuzivai
Varikuda kundidya nevanondida pasina mari pasina mbiri
Pasina clout pasina mbiri
(Kubva kudhara vachinditsoma)
(Veropa vanoda rangu, ve pedyo vanoda zvangu)
(Kubva kudhara vachinditsoma, vehama vanoda twangu)
(Vehama vanoda zvangu)
Pasina kunzi ndakapinda zvinehukasha
vaida kundivharira panze
Cause vaiziya ndichipinda ndinenge nda mambo
Ndagara pa chair vakuona Moto
Hanzi Game of thrones flippa coin
Ndakufeeler kunge ndini Targaryen
Kubva kudhara vachinditsoma
Veropa vanoda rangu, ve pedyo vanoda zvangu
(Why? why? why?)
Kubva kudhara vachinditsoma, vehama vanoda twangu
Vehama vanoda zvangu
(Why? why? why?)
Kubva kudhara vachinditsoma
Veropa vanoda rangu, ve pedyo vanoda zvangu
(Why? why? why?)
Kubva kudhara vachinditsoma, vehama vanoda twangu
Vehama vanoda zvangu
(Why? why? why?)
(Yeah)
(Ah ko Vangatidii?)