k1toocertii voice remastreets (feat. shaqu) şarkı sözleri

(K1) Please kana tasvika, show us respect Kwete kutemera muSaga hatipfeke ma dress Hanzi dress to impress, kwete kuti swedza tine stress Ndini voice remaStreets I'm speaking for all the men Varikutya kuudza muBhebhi wavo zviri Pa mwoyo But time time usachinje munhu kana usichagone zvemu Prem MaBhuza arikutora unonokwana Ah unotonokwana pfeka ma shooters wofamba neBhora Mwanasikana please have a solid mind Usa-yeuchidzwa nemaVhiri four kana kuti mbiri Mu era ye social media unoita mari Usina kudyiwa maSinhi, usina kudyirwa mbiri Uh (Zhee) (Shaqu Ah) Honaaa horror, ah ndaona horror Vanga vatondiisa pacorner Hanzi kwanzi diridzai sora Takutongotambawo bhora Tenge takabheja madhora Tikahwina totenga madora akakora Semukaka unobuda wajola takazobuda muStreet tisina defeat Vamwe atoo mastreetkid ndiri puwa (poor) Ndosaka ndatengesa Boer,Ramdara PaSuwa Ndasuwa kubhema zveshuwa But handidzoke mustreet ah Usaterere shit, nyaya ngadzive straight Ndokucheka neBanga Machete Tinokuhwinai chete Tichatowana mazhets matsva, Imi matsva Tichasvika kwati tsva tsva,Tiine Mhitsa Kwete vaya vanoda Pizza Zhee Please kana tasvika, show us respect Kwete kutemera muSaga hatipfeke ma dress Hanzi dress to impress, kwete kuti swedza tine stress Ndini voice remaStreets I'm speaking for all the people Please kana tasvika, show us respect Kwete kutemera muSaga hatipfeke ma dress Hanzi dress to impress, kwete kuti swedza tine stress Ndini voice remaStreets I'm speaking for all the people (Ah ko Vangatidii?)
Sanatçı: K1toocertii
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:43
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
K1toocertii hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı