kavvreyykrxss marwadzo şarkı sözleri

Ndinochema ndiri ndega ndinochema ndiri ndega Ndinochema ndiri ndega ndinochema ndiri ndega Ndiri ndega aihwa hama Ndinochema ndiri ndega ndinochema ndiri ndega Ndinochema ndiri ndega ndinochema ndiri ndega Ndiri ndega aihwa Hama Ndakagara pamubhedha ndichichema misodzi Yoyerera aihwa zvarema aihwa vaitombo ndiseka vachindisema Hanzi ita yaukuita you're not wehukama hapana zvokuita there is a lot of drama they just say hi to you for that Praha When you gut no shit they don't give a damn when you hit no shit they don give a damnnn Vaindi controller vaitoda kunditsoma life was a roller coaster spinning and spinning votokutiza Zvaitoda kudhoma dai wapfugama namata kuna mwari for ramangwana when you see em vanokupa madaps trynna hide the fact yekuti vari fake there is a lot to stake a big betting game that's made on your life vari kuzviitirei hauziye kuti why Pamwe you might die it's a big fight apa ungoriwega apa ungoriwegaaaaa Ndinochema ndiri ndega ndinochema ndiri ndega Ndinochema ndiri ndega ndinochema ndiri ndega Ndiri ndega aihwa hama Ndinochema ndiri ndega ndinochema ndiri ndega Ndinochema ndiri ndega ndinochema ndiri ndega Ndiri ndega aihwa Hama Ndakatryer nepandogona mamhepo ainditsoma Pamwe pacho ndaimbogona asi Vanhu vainditsoma life yanga yatowoma lifeyanga yatowoma deep in the gutters Nemaronda aint nobody anokwanisa Kukurapa unemunya unemunyama geza nemukaka unemunyama unemunyama unemunyama geza nemukaka rimwe zuva zvichanaka Ndinochemaa ndinochemaaa ndinochemaa
Sanatçı: Kavvreyykrxss
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:37
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Kavvreyykrxss hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı