kaylor lupac hativhunduke şarkı sözleri

Handizi kukwata ini Andizi Sadza Hativhunduke Kure kwatabva All l know Vana Vasina Vana Father vawanda MuMa Streets Ma geez pfekai majombo if that's not it Siyanayi ne Rap Pagheto parikupisa Kunge Capital city yegehema Ndozvega that l know Ghetto Idoko Mune zvipoko Lm living my life On a stretcher l need a Push l gotta push love eyy lm pushing peace Right now lm downtown Prayers to the Lord Ndoda kugarawo Uptown Vakuru Vanoti akava datya Pamwe Ari yambutsa Kutamba neni ziva wamutsa Zvinodhaka ndakabuka saka rutsa Time is money zvema slay queens Ndakasiya Lm striving to beat my previous best Koz andisi Mwana wa Masiwa Handizi kukwata ini Andizi Sadza Hativhunduke Kure kwatabva Tese tiri madhara pachunhu ichi hapana Anozvinza akangwara pazvinhu izvi Show some respect Farira kunzwa mafacts Usazoti pane akasara wa feeler tune iri We all got sport Kunge zol We all look up to the sky Kunge nyanga yenzou Hapana Mukuru apaaaa Kana pasina waunovengaa Magevha Anokukavha ne Backupp When l pull up it's a gang Up Got the wholeang Stand Up More shoots in my rounds up Theyyyy call me BANGERrrr Hobho ma moves ndinobva kujecha Handizi kukwata ini Andizi Sadza Hativhunduke Kure kwatabva
Sanatçı: Kaylor Lupac
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:07
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Kaylor Lupac hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı