kazz khalif wakapindwa nei şarkı sözleri

Taimbodanana, tichinzwanana Mumwe wangu Patai onana zvataipanana Nhai chimwe changu Zvakachinja seiko Mumwe wangu Zvakachinja neiko Mumwe wangu Nhai mudiwa wangu Wakapindwa nei ko Nhai mudiwa wangu Wakapindwa nei ko Mumwe wangu "Mumwe wangu" Nhai mudiwa wangu "Wakapindwa nei ko" Mudiwa wangu "Wakapindwa nei ko" Mumwe wangu "Wakapindwa nei ko" "Wakapindwa nei ko" Mumwe wangu "Wakapindwa nei ko" "Wakapindwa nei ko" Mudiwa wangu Mazuvaano waakugara wakatsamwa tsamwaa Handizivi pandakatadza shamwari Kana pane chiri kunetsa taura Ndino gadzirira sei nhai darlie Pamwe ini ndakatadza so Ndini ndakabhaiza so Pamwe handisini zvimwe ndiwe Wakango zvineterawo Ndiri kuona change in you Hazvichambo flowa Hameno wakaita sei love yacho yaakubhowa Zvakachinja seiko Mumwe wangu Zvakachinjwa neiko Chimwe changu Nhai mudiwa wangu Wakapindwa nei ko nhai mudiwa wangu Wakapindwa nei ko Mumwe wangu Mumwe wangu "Wakapindwa nei ko" Mumwe wangu "Wakapindwa nei ko" Mumwe wangu
Sanatçı: Kazz Khalif
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:12
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Kazz Khalif hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı