lain chii nhaiwe? şarkı sözleri

Kutonga moyo wangu ooh Dai ndakaziva usiri wangu ooh You do too much just to prove a point When the real problem is lying within you Amaihwe Amaihwe Kundibata junk, ndakakusiya ndobvei? Amaihwe Amaihwe I ask Amaihwe Amaihwe Kundibata junk, ndakakusiya ndobvei? Amaihwe Amaihwe I ask Chii nhaiwe? Chii nhaiwe? Kundityora moyo wangu Kundityora, kundityora moyo wangu Chii nhaiwe? Chii nhaiwe? Kundityora moyo wangu Kundityora, kundityora moyo wangu Handikutembe Chibharanzi chako chakundistresser Got me thinking that I need a blesser Ndakutengesa moyo zvelove zvandinetsa Wandinetsa Wish I could curse ya But I don't move that way So I go my way Asi wandibata rough Amaihwe Amaihwe Kundibata junk, ndakakusiya ndobvei? Amaihwe Amaihwe I ask Amaihwe Amaihwe Kundibata junk, ndakakusiya ndobvei? Amaihwe Amaihwe I ask Chii nhaiwe? Chii nhaiwe? Kundityora moyo wangu Kundityora, kundityora moyo wangu Chii nhaiwe? Chii nhaiwe? Kundityora moyo wangu Kundityora, kundityora moyo wangu
Sanatçı: Lain
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:34
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Lain hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı