M.w.z şarkı sözleri
Mwana wezim
New vision baby
C
Havadi nemabasa avo
Hapana kana chandi nodzwawo iniwo
No
Imi
Havadi ka nemabasa avo
Hapana kana chandi nowonawo
No
Vanongo shora vondiwona iniwo
Hapana kana one anondi batsi wo
Imi ndiwoka
Mabasa avo
Mabasa avo
Ndiwoka
Mabasa avo
Mabasa avo
Havadi ka nemabasa avo
24
24
Everyday ndikutsaga chekudzwa ini wo
Handichwe kushanda no
That's why ndichikumbirawo imikaniwo
Kuti
Musandi furidze kunge aircon
Musandi rambe nemastory
Please kani daira phone
Ndinoita zvese count on me
But
Havadika nemabasa avo
Hapana kana chandi nowonawo
No
Vanongo shora vondiwona iniwo
Hapana kana one anondi batsi wo
Imi
Ndiwoka
Mabasa avo
Mabasa avo
Ndiwoka
Mabasa avo
Mabasa avo
Havadi ka nemabasa avo