M.w.z şarkı sözleri

Mwana we zimbabwe New vision baby Everyday ndenge ndichingo svaga sadza Chekudya ndofanira kuchiwa Mwana kumba imi anezara Oh rent inoda kubhadharwa Saka Kusvika pasi pandimedza Ndichango ndishanda handimbo regedza Kusvika pasi pandimedza Ndichango ndishanda handimbo regedza Kusvika pasi pandi Panditora so Mabasa ose ini ndinomaita wo Pandima ndenge ndiripo Mwari ndivo vano ndipa simba yo Kusvika pasi pandimedza Ndichango ndishanda handimbo regedza Oh yeah Kusvika pasi pandimedza Ndichango ndishanda handimbo regedza Kusvika pasi pandi

Sanatçının Fotoğrafı

Sanatçı Görseli Yok