qounfuzed body şarkı sözleri

Aaah Babe wakabatana ahhhh Babe une tunhu twako Mama mune zvinhu zvenyu "Babe une zvinhu zvakooo" Mai mupfana mune body body body body body body body Musaterere anybody body body body body body body Mai mupfana mune body body body body body body body Musaterere anybody body body body body body body Babe Babe Body yako iheavy heavy Ndiwe waheater kunge wave wave Kuita kukaka mucheka nemunyepfu nyepfu Wakatakura chinhoyi une macave cave Show your thighs show your thighs yeah Ndochikafu chedu isu maguys yeah Hatidi rice hatidi rice Tongodawo food for the eyes yeah Body body body body body body body body body Usaterere anybody body body body body body body Mai mupfana mune body body body body body body body Musaterere anybody body body body body body body Mama Mia ayehwa madziyaa Vamwe zvinovabaya kunge dhorofiya Mavavharira panze door mabva makiya Muribara kunge makickwa naApiya Maziso enyu Ndatimbotaura zvemaziso enyu Anoita ndiite kusarudza kudya imi pa menu Akanaka kudarika evanhu vese vapenyu Ganda rakagezerera Richitsvedzerera Ayiwaa unosekerera Maheels anoita ugoreberera sewakadedemera Maziso enyu Ndatimbotaurei zvemaziso enyu Anoita ndide kusarudza kudya imi pa menu Akanaka kudarika evanhu vese vapenyu Mai mupfana mune body body body body body body body Musaterere anybody body body body body body Mai mupfana mune body body body body body body body Musaterere anybody body body body body body body Babe babe Body yako iheavy heavy Ndiwe waheater kunge wave wave Kuita kukaka mucheka nemunyepfu nyepfu Wakatakura Chinhoyi une macave cave Show your thighs Show your thighs yeah Ndochikafu chedu isu maguys yeah Hatidi rice hatidi rice Tongodawo food for the eyes yeah
Sanatçı: Qounfuzed
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:22
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Qounfuzed hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı