qounfuzed gomo şarkı sözleri

Gomo ndinokwira dziva ndinotiva Gomo ndinokwira dziva ndinotiva Gomo ndinokwira dziva ndinotiva Gomo ndinokwira dziva ndinotiva Chero vakaisa gomo pakati pangu newe Ndinokwira Vangaise dziva pakati pangu newe ndinotiva Kana ndada kana ndada ndada Kana ndada kana ndada ndada Patichapesana nenyaya dzerudo paripo Patichanetsana mukati merudo paripo Asi tikazvitevedzera zvese zvichatiparadzira imba yandaiona tichizovaka Ngatidananei dzamara tichembere Zvevamwe vese kuti ndizviregere Ndoda kuudza hama dzangu Uyu ndamutora Munogumbura moyo wangu mukamushora Dai mangozvitambira ndiye Wandinorwarira Moyo ndizvo zvawafarira ndainge ndasarira Chero vakaisa gomo pakati pangu newe Ndinokwira Vangaise dziva pakati pangu newe ndinotiva Kana ndada kana ndada ndada Kana ndada kana ndada ndada Mari handinawo Mota handinawo zvizhinji handina Chandiinacho rungori rudo Tete muroora wandakuigirai Tambirai Musatsvake zvakawanda pamwe zvirimunzira Mirirai Gomo ringakure sei ko Dziva ringa dzike sei ko Kana ndada kana ndada ndada Chero vakaisa gomo pakati pangu newe Ndinokwira Vangaise dziva pakati pangu newe ndinotiva Kana ndada kana ndada ndada Kana ndada kana ndada ndada Ngatidananei dzamara tichembere iwe Zvevamwe vese kuti ndizviregere ndiwe Ngatidananei dzamara tichembere iwe ah ha Zvevamwe vese kuti ndizviregere ndiwe ah ha Chero vakaisa gomo pakati pangu newe Ndinokwira Vangaise dziva pakati pangu newe ndinotiva Chero vakaisa gomo pakati pangu newe Ndinokwira Vangaise dziva pakati pangu newe ndinotiva Kana ndada kana ndada ndada Kana ndada kana ndada ndada Gomo ndinokwira Dziva ndinotiva Gomo ndinokwira Dziva ndinotiva Gomo ndinokwira Dziva ndinotiva Gomo ndinokwira Dziva ndinotiva
Sanatçı: Qounfuzed
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 4:09
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Qounfuzed hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı