qounfuzed matope şarkı sözleri

Wakatindivadza moyo wangu Kukanya matope nerudo rwangu Oh wu oh Kana ukanzwa kuti ndafa Oh wuu oh Usauyewo kuzondichema Noo wuu oh Nekuti wakanzwa kuti ndafa Oh wuu oh Wakafitira kusambochema Patakasangana hazvina kuuya mupfungwa Kuti tichazorambana ndoramba ndichikufunga Ndiani akambodanana nenyoka Muroyi anobuda kunze kwadoka Wotadza kuziva paanodzoka Waitamba uchindinhongesa majoker Zvese zvandaiisita naye maihweee Pane waava kutozviita naye somewhere Zvese Zvandaisiita naye maihweee Pane waava kutozviita naye somewhere Oh wuu oh Kana ukanzwa kuti ndafa Oh wuu oh Usauyewo kuzondichema Noo wuu oh Nekuti wakanzwa kuti ndafa Oh wuu oh Wakafitira kusambochema Ndakashamisika Wani ndiwe waitaura zvekuvimbika Uchiti mumoyo mako wandipfimbika Ukazosiya pfungwa dzangu dzakavhiringika Aindipa moyo wakarwadziswa Kutsanangurira vanhu kwava kunyadzisa Marwadzo erudo ndiye akandidzidzisa Chinangwa chake chaiva chekundipfidzisa Zvandaiita naye maihwee Pane waaiva kutozviita naye somwhere ZveseZvandaisita naye maihweee Pane waava kutozviita naye somewhere Hazvisi kutambirika Oh wuu oh Kana ukanzwa kuti ndafa Oh wuu oh Usauyewo kuzondichema No wuu oh Nekuti wakanzwa kuti ndafa Oh wuu oh Wakafitira kusambochema Wakaitei ko nenguva yangu Yandakakuisa pachiva changu (Hazvisi kutambirika) Patakasangana hazvina kuuya mupfungwa kuti tichazorambana ndoramba ndichikufunga Patakasangana mhai Saka waiva munyama nhai Kana ukanzwa kuti ndafa Oh wuu oh Usauyewo kuzondichema No wuu oh Nekuti wakanzwa kuti ndafa Oh wuu oh Wakafitira kusambochema Zvese Zvandaisiita naye Haa Pane waava kutozviita naye Naye Kutozviita naye Ndiani akambodanana nenyoka Waitamba uchindinhongesa maJoker
Sanatçı: Qounfuzed
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 4:17
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Qounfuzed hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı