qounfuzed memories şarkı sözleri

Zvaisafanira kudaro Asi sei life ichidaro Ndaitiwo ndawana mufaro Aiwa nhamo inenharo I still remember the spot Yandakakuspotter Wakabata glass ranga riri mu quarter Ndakakuti tarisa rutivi ndobva ndakutopper Ukanditi ndine magic kunge Harry Potter Che che che ndichicherechedza Chimhandara chichitamba chega Chiuno chake nepfungwa dzangu zvichitendereka Kakakotama ndikambofunga kakuda kundibereka Girl I can still smell your perfume Kuita setiri musame room Memories, Memories Hona manje ndangosara NemaMemories Nhai Mwari Hona manje ndangosara Aitamba akabata glass Kukotama obata pasi Kutamba kwacho seachabhenda chasi Hufree spirit hwacho kuita kunge Brenda Fassie Nechemumoyo ndikati kumba ndikuenda naye nhasi Girl please com back and give me one more whine Dai tangochidzokorodza one more time Girl I can still smell your perfume Kuita setiri musame room Memories, Memories Hona manje ndangosara NemaMemories Nhai Mwari Hona manje ndangosara Aichukucha zvichikuchuka Achiti akabuda ziya ndaibva ndaripukuta Akati ngatibve pano vanhu vari kundipusha Ndikati varikukuda but varikukutya Kutamba zvekuti nguva hatina kumbodziona dzichifamba Patanga takubuda ndakakumbira number Ndasvika kumba ndakadziyedza dzikaramba ((hiiwe)) If you knew you had a man Number waindipirei Wakandi leader on Kundipa number dzisingafoni Girl I can still smell your perfume Kuita setiri musame room Memories, Memories Hona manje ndangosara NemaMemories Nhai Mwari Hona manje ndangosara I still remember the spot Yandakakuspotter Wakabata glass ranga riri mu quarter Ndakakuti tarisa rutivi ndobva ndakutopper Ukanditi ndine magic kunge Harry Potter Com back and give me one more whine Dai tangochidzokorodza one more time Girl I can still smell your perfume Kuita setiri musame room Memories, Memories Hona manje ndangosara NemaMemories Nhai Mwari Hona manje ndangosara
Sanatçı: Qounfuzed
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 4:01
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Qounfuzed hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı