qounfuzed mudhudhudhu şarkı sözleri

Kubvirisa mushini Kwire dzike Dzike kwire Ramba uchi bhambisa usamire Tarisa uko usanditarire Paa Paa Paa Paa Ita kuti arire Moneredza zunza Moneredza zunza Moneredza zunza Moneredza zunza Moneredza zunza Moneredza zunza Moneredza zunza Kotama seuri padhudhu bike Wakaputika fanika dynamite Ukangobata pasi chete ndoisa like Bhenda bhenda kunge sign yeNike Ndichikuchovha semudhudhudhu Vroom vroom vroom vroom vroom vroom Mudhudhudhu Vroom vroom vroom vroom vroom vroom Mudhudhudhu Vroom vroom vroom vroom vroom vroom Mudhudhu Vroom vroom vroom vroom vroom vroom Mona wakandigarira Kusvikira yamira song Kurira kurira kurira Mafia rakatarira rikurota rakavharira riri wrong,riri kuzvifurira Regedzera mabhaudhi Sunungura mavalve Nyama yawakadengezera muma trouse umu ndoda kudyawo mahalf Nehudhebwe dhebwe pesu pesu Dhomotsa vanhu vakaita sesu Baby zvauri kuita besu Hazviitwe nemunhu anotya Jesu Moneredza zunza Moneredza zunza Moneredza zunza Moneredza zunza Moneredza zunza Moneredza zunza Moneredza zunza Kotama seuri padhudhu bike Wakaputika fanika dynamite Ukangobata pasi chete ndoisa like Bhenda bhenda kunge sign yenike Ndichikuchovha semudhudhudhu Vroom vroom vroom vroom vroom vroom Mudhudhudhu Vroom vroom vroom vroom vroom vroom Mudhudhudhu Vroom vroom vroom vroom vroom vroom Mudhudhudhu Vroom vroom vroom vroom vroom vroom Ndiwe watiza nechikokoko Uchionererwa kunge Mai koko Unodiwa nembinga kunge shampopo Uchandisirwa mubobobo Hona kachizukuru Zunza mupunduru Wakarara Pasi fanike chigunduru Kurunga mupunduru Kurunga mupunduru Fanike chipunhu mupoto yeukuzhlungu Let the games begin Position Yekubvirisa mushini Ari muShort ari muJean Ari muLegging chero muMini Bhendesa musana Bhendesa musana Bhendesa musana Bhendesa Kotama seuri padhudhu bike Wakaputika fanika dynamite Ukangobata pasi chete ndoisa like Bhenda bhenda kunge sign yenike Ndichikuchovha semudhudhudhu Vroom vroom vroom vroom vroom vroom Mudhudhudhu Vroom vroom vroom vroom vroom vroom Mudhudhudhu Vroom vroom vroom vroom vroom vroom Mudhudhudhu Vroom vroom vroom vroom vroom vroom Kwire dzike Dzike kwire Kwire dzike Dzike kwire Kwire dzike Dzike kwire Kwire dzike Dzike kwire Moneredza zunza Moneredza zunza Moneredza zunza Moneredza zunza Moneredza zunza Moneredza zunza Moneredza zunza Kotama seuri padhudhu bike Musana vroom vroom vroom vroom vroom vroom Kotama seuri padhudhu bike Musana vroom vroom vroom vroom vroom vroom Kotama seuri padhudhu bike Musana vroom vroom vroom vroom vroom vroom Kotama seuri padhudhu bike Musana vroom vroom vroom vroom vroom vroom Kotama seuri padhudhu bike Wakaputika fanika dynamite Ukangobata pasi chete ndoisa like Bhenda bhenda kunge sing ye nike Ndichikuchovha semudhudhudhu Vroom vroom vroom vroom vroom vroom Mudhudhudhu Vroom vroom vroom vroom vroom vroom Mudhudhudhu Vroom vroom vroom vroom vroom vroom Mudhudhudhu Vroom vroom vroom vroom vroom vroom Lenny Matterhorn vaudze kuti havangatigone Fyah dj, Captain Pliez Ngoma harisi rebias Di Don Bhendesa musana bhendesa musana Ndururani Havok ichichi chauya neshock
Sanatçı: Qounfuzed
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:26
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Qounfuzed hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı