qounfuzed ndichakuratidza şarkı sözleri

Ndiwe wakauya ne love and happiness Love and Happiness yangu Ndiri kuona future Wakapfeka white wedding dress Uchitonzi mistress yangu Mai vevana vangu Zvinhu zvese zvazochinja ndiri kufara wakauya Muhupenyu hwangu Zvinhu zvese zvazochinja ndiri kufara wakauya Muhupenyu hwangu Ndichakuratidza hama dzese vana Sekuru nana mbuya Kuti ndiwe wangu Ndichakuratidza Hama dzese vana Sekuru nana mbuya Ndiwe mudiwa wangu Bhebhi ndichakuratidza kunevanhu Ndichakuratidza kune vanhu Ndichaenda newe kumba Kunoratidza mai vangu Kuti ndiye munhu wangu Kubva pawakandibvuma ndakamira kuita zvinhu zvakawanda oh oh Zvakatora nguva asi ndakatongoramba ndichishanda Ndirikurota uchindipa kiss nezi hug Bhebhi inini I love you but iwewe do you love me Ndirikuona future yangu newe iri lovely Uri wife yangu inini ndiri hubby Kubvira pawakauya Muhupenyu hwangu Wakazadzikisa chishuwo chandaishuwa Muhupenyu hwangu Zvinhu zvese zvazochinja ndiri kufara wakauya Muhupenyu hwangu Zvinhu zvese zvazochinja ndiri kufara wakauya Muhupenyu hwangu Ndichakuratidza hama dzese Ana Sekuru nana mbuya Kuti ndiwe wangu Ndichakuratidza Hama dzese Ana Sekuru nana mbuya Ndiwe mudiwa wangu Bhebhi ndichakuratidza kunevanhu Ndichakuratidza kune vanhu Ndichaenda newe kumba Kunoratidza mai vangu Kuti ndiye munhu wangu Iwewe uripo itori shudhu ndofeeler good kupika namai Haa ndopika namai Ndinoda iwewe chete vamwe kwete Ndovati goodbye Hakusi kuti ndiri rudhu Bhebhi ndiwe wandikonzera kudai Nhamo inotiwana tese tarira mutakura kana mangai Ndoda kukuratidza kunana sistren Kuti ava ndivo future mother to my children Ndichatinha mombe dziuye kudheni Kuti ndimuke ndiri paside pako makuseni Kubvira pawakauya Wakazadzikisa chishuwo chandaishuwa Muhupenyu hwangu Zvinhu zvese zvazochinja ndiri kufara wakauya Muhupenyu hwangu Zvinhu zvese zvazochinja ndiri kufara wakauya Muhupenyu hwangu Ndichakuratidza hama dzese vana Sekuru nana mbuya Kuti ndiwe wangu Ndichakuratidza Hama dzese vana Sekuru nana mbuya Ndiwe mudiwa wangu Bhebhi ndichakuratidza kunevanhu Ndichakuratidza kune vanhu Ndichaenda newe kumba Kunoratidza mai vangu Kuti ndiye munhu wangu
Sanatçı: Qounfuzed
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:00
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Qounfuzed hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı