qounfuzed nguva şarkı sözleri

Wakanditambisira nguva yangu Wakanditambisira mari yangu kani Dai ndakatoipa amai vangu Zvinhu zvese zvawakandiitira Mwari ave newe kunge Neria Haaa ah Inini zvangu ndaitoda zvachose asi iwe unenge waisada Kwako kwaingova kufambisa nguva nguva nguva nguvaa Moyo wako handingambowufose   uchindidyira musaga Ndinenge ndirikizvitambisira nguva nguva nguva nguvaaaa Waipretender seunondida Asi wausingandide Ndaiona tichienda tese kumarinda Asi hazvichaitewo Dzimwe nguva ndinoswera ndichikufunga Mawungira eizwi rako richiti handichakuda haa Ndirikurwadziwa Tsono yawakabaya nayo moyo ndinoikumbirawo Ndisone Moyo wawakabvarura Ndatambura Haa Inini zvangu ndaitoda zvachose asi iwe unenge waisada Kwako kwaingova kufambisa nguva nguva nguva-nguvaaa Moyo wako handingambowufose   uchindidyira musaga Ndinenge ndirikizvitambisira nguva nguva nguva nguvaa Haa ah Ndangandisina kumbozvifungira Kuti ndozvawaindifungira Haa ah I know you tell your friends that I'm not your type Asi wani waiuya kumba uchi spender night Wai spender night oh And I hate your friends coz they always took your side Vaitora masides Nguva dzese dzataiita mafights Uchazondifunga kana ndakuita zva someone else Ndichimurukisa musoro Nekumuisisa manails Uchazondifunga kana ndakuita zva someone else Ndichimurukisa musoro Nekumuisisa manails Hazvichina basa kuzvitaura Chishuwo chako chaiva chekuti ndigokawura Inini zvangu ndaitoda zvachose asi iwe unenge waisada Kwako kwaingova kufambisa nguva nguva nguva-nguvaaa Moyo wako handingambowufose   uchindidyira musaga Ndinenge ndirikizvitambisira nguva nguva nguva nguvaa Wakanditambisira nguva yangu Wausingandide Wakanditambisira mari yangu Wausingandide Dai ndakatoipa amai vangu Zvinhu zvese zvawakandiitira Mwari ave newe kunge Neria Uchazondifunga kana ndakuita zva someone else Ndichimurukisa musoro Nekumuisisa manails Uchazondifunga kana ndakuita zva someone else Ndichimurukisa musoro Nekumuisisa manails
Sanatçı: Qounfuzed
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:55
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Qounfuzed hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı