qounfuzed pamwe uri kufara şarkı sözleri

Nekuda kwemazirudo andinawo Zvinondirwadza mumoyo paunoti haihwawo Kusvika pakukunyorera kambo kerudo saRoki Ayiya iyaooh Ndinorara ndakasvinura Kudaira call yangu ritori shura Mamessage angu hausi kumavhura Ndikati ndokuda hauzombopindura haa Pamwe uchandida Kana zvinhu zvangu zvichinge zvakufaya Uchandida zvichinge zvakufaya Moyo wangu unenge waretire haa Pamwe uchandida Kana zvinhu zvangu zvichinge zvakufaya Pamwe iwewe zvako zviri kufaya Aiwa ini ndaedza ndatiraya Pamwe urikufara Pamwe urikufara Pamwe urikufara Asi ndaida tingofara Pamwe urikufara Pamwe urikufara Pamwe urikufara Asi ndaidaa tingofara Pamwe urikufara Uri padhuze ndinomhanya mhanya kunge gonzo Shungu dzangu kuswera newe kwete nanaJonso Ndianiko iyeye arikundidyira bhonzo Pamwe arikumberi kwangu kunge mudonzvo Dai wandida tararama chilife ichocho Ndakuimbira all my life SaKC and Jojo Hauna basa neni haundipfugamire Pamwe uchandipfugamira ndane mari wakundipa Jombo Ka Ka kanfuzed Pamwe uchandida Kana zvinhu zvangu zvichinge zvakufaya Uchandida zvichinge zvakufaya Moyo wangu unenge waretire Pamwe uchandida Kana zvinhu zvangu zvichinge zvakufaya Pamwe iwewe zvako zviri kufaya Aiwa ini ndaedza ndatraya Pamwe urikufara Pamwe urikufara Pamwe urikufara Asi ndaida tingofara Pamwe urikufara Pamwe urikufara Pamwe urikufara Asi ndaida tingofara Pamwe urikufara Handina mari zvakasunga kuti kotyo Unongogara uchindiignowa Uchindiudza pfocho Unonditora simple kuita kunge photo Rimwe zuva uchazondida kana ndane goshto Ichauya Hurricane Ichauya ToTo Ndaida tive happy Ndiudze ndichafamba ipi stepi Vanhu vachindiona ndega ndiri munzira Vachiti umwe wako akaenda nepi Pamwe urikufara Uchandida kana zvinhu zvangu zvichinge zvakufaya Uchandida zvichinge zvakufaya moyo wangu unenge waretire Pamwe uchandida kana zvinhu zvangu zvichinge zvakufaya Pamwe iwewe zvako zviri kufaya Aiwa Ini ndaedza ndatiraya Pamwe urikufara Pamwe urikufara zvako zvirikufaya Asi ndaida tingofara Pamwe urikufara Pamwe urikufara Pamwe urikufara Asi ndaida tingofara Ndiudze ndichafamba ipi stepi Pamwe urikufara Ndaida tive happy Saka ndichafamba ipi Ndaida tive happy
Sanatçı: Qounfuzed
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:57
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Qounfuzed hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı