qounfuzed sasa şarkı sözleri

Kana ndikasakufonera phone inenge isina mari Dzimwe nyaya dzauri kundipomera Urikufurirwa neshamwari Ego haisi kushanda haa Irikutikanganisira zvakawanda Haaa Ego ego ego haisi bho Mamessage unomablue tickirei Ndisina chandatadza babie unonditukirei Ndombozvivhunza kuti ndokudirei ndokudirei ndokudirei Kana wakusandida Sasa Ndatongomirira kunzwa pauchanditi ndimbokupawo space Because now Im feeling out of space Patakatanga kudanana nezvatava hazvichina kufanana Takuita se takatomakana Kufungidzira, ndokuchatiparadzira zvese zvataive tagadzira Dai tawana anotibatsira Unoda zvekukokotwa kugara uchingopopota Nyaya uchingochokocha Handidi zvekutsiurwa togumisira tavakurwa Vhudzi rako rodzurwa Kana wakusandida Sasa Ndatongomirira kunzwa pauchanditi ndimbokupawo space Mamessage unomablue tickirei Ndisina chandatadza babie unonditukirei Ndombozvivhunza kuti ndokudirei ndokudirei ndokudirei Kana wakundisandida Sasa Ndatongomirira kunzwa pauchanditi ndimbokupawo space Phone yaramba kupinda pawambondifonera Sei usina kubvunza kuti ndandichitaura nani Tinoitana goodnight kuma past 9 toramba tiri online ah ayee Ko sei tichingoramba tichiita zvatakaramba Moyo yedu yachinja haichina kufanana nemazuva atakavamba Kugaro kakavadzana tichakuvadzana Kugaro batana huro nyaya dzazuro Ko ngatimbokurewo Kana wakusandi Sasa Ndatongomirira kunzwa pauchanditi ndimbokupawo space Kana wakusandida Sasa Ndatongomirira kunzwa pauchanditi ndimbokupawo space Kana ndikasakufonera Dzimwe nyaya dzauri kundipomera Ndisina Chandatadza Haisi bho KuGaro kakavadzana tichakuvadzana Ego
Sanatçı: Qounfuzed
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:58
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Qounfuzed hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı