qounfuzed searching (feat. mr konscious) şarkı sözleri

Searching Varikunditi Zvaunotosimbawo wani Zvawatobuda tumatama Varikunditi zvaunotochenawo Ko nhaiwe zvawakatodzikama Ndaishaya munhu anonyatsondida Anonzwisisa kuti ndoshanda nema speaker Kana ndaenda kubhawa asingazondibeeper Anondi truster Anokoshesawo peace yangu kani Munhu anomira samomz vangu Munhu wekuti pahondo dzangu anobatika Ndiitei makorokoto ndakazomuwana amana All my life all my life I have been searching Akomana ndazomuwana I have been searching for Someone Special I have been searching for Munhu asina pressure I have been searching Ndaingodawo munhu akandifita Voice riri sweeter Anouya paden pangu kuzondipicka Munhu anondida Wekuti ndikapinza call yangu anoipikawo Ndaitsvaga munhu asingazondicheata Asingatuke masahwira angu ana Peter Asina pressure ndikasadzoka kumba deepaz Kunyangwe pocket money anondipawo Ndaida munhu anoziva kuti ane benzi rake Anonzwisisa zvingori munhu wake Munhu wandinaye ndiyo type yake I'm okay anonditreata fair Nekuti Zvaindidhurira kudiwawo Nhasi ndazowana anondidawo Mumoyo make andiwanisawo chigaro Zviya zvekucheata handichadaro ini handichadaro Sha ndakudiwawo Ndaisambofunga ndinodikawo Ndakazowana anondidawo Zviya zvekucheater handichadaro ini Handichadaro All my life all my life I have been searching Akomana ndazomuwana I have been searching for Someone Special I have been searching for Munhu asina pressure I have been searching Varikunditi Zvaunotosimbawo wani Zvawatobuda tumatama Varikunditi zvaunotochenawo Ko nhaiwe zvawakatodzikama Zvaindidhurira kudiwawo Nhasi ndazowana anondidawo Mumoyo make andiwanisawo chigaro Zviya zvekucheata handichadaro ini handichadaro Sha ndakudiwawo Ndaisambofunga ndinodikawo Ndakazowana anondidawo Zviya zvekucheater handichadaro ini Handichadaro All my life all my life I have been searching Akomana ndazomuwana I have been searching for Someone Special I have been searching for Munhu asina pressure I have been searching
Sanatçı: Qounfuzed
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:18
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Qounfuzed hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı