qounfuzed uchachema şarkı sözleri

Ndopapinda here varume kwahi pinda Ndopa pinda here nemoyo kwahi pindawo Zvikanzi nehana zvinoda kushingawo Apa pfungwa wanga watomuvhiringa Ndopa pinda here nemoyo kwahi pinda Meso ndiwe nyakutanga kutonditi pindawo Makandikuvadzisa machinda oh no Nzeve dzainditi siyana nazvo Guhwa rainditi siyana nazvo Sha Zverudo siyana nazvo Uchachema sha Nzeve dzainditi siyana nazvo Guhwa rainditi siyana nazvo Sha Zverudo siyana nazvo uchachema Ndakakanya kubva kwandaidiwa Kubva kwandaisidiwa Ndichimhanya kwandaisadiwa Vekuno havana hanya dai zvangu ndakaziva ah Dai zvangu ndakaziva Kuti ndaigochera pamapfihwa Hama wadiwa makandirasisa haaa Maindiona naye muchingonditarisa haa Chero ini wacho ndainge ndofarisa haa Vanhu munzira ndanga ndisisambomhoresa Ndichitozvishoresa Vamwe vainditi zviri safe Ramba wakadzvanya usature befu Asi dai zvangu ndakaita careful Ndaisazo wachiswa se surf Makandikuvadzisa machinda Ndakabva kandaipihwa love Pihwa love Pure love Ndakabva kwandaidiwa rough Ndichimhanyira kwandaidirwa rough Ndakabva kandaipihwa love Pihwa love Pure love Ndakabva kwandaidiwa rough Ndichimhanyira kwandaidirwa rough Nzeve dzainditi siyana nazvo Guhwa rainditi siyana nazvo Sha Zverudo siyana nazvo Uchachema sha Nzeve dzainditi siyana nazvo Guhwa rainditi siyana nazvo Sha Zverudo siyana nazvo uchachema sha Ndakakanya kubva kwandaidiwa Kubva kwandaisidiwa Ndichimhanya kwandaisadiwa Vekuno havana hanya dai zvangu ndakaziva ah Dai zvangu ndakaziva Kuti ndaigochera pamapfihwa Makandikuvadzisa machinda Ndopapinda here varume kwahi pinda Ndopa pinda here nemoyo kwahi pindawo Zvikanzi nehana zvinoda kushingawo Apa pfungwa wanga watomuvhiringa Ndopa pinda here nemoyo kwahi pinda Meso ndiwe nyakutanga kutonditi pindawo Makandikuvadzisa machinda oh no Nzeve dzainditi siyana nazvo Guhwa rainditi siyana nazvo Sha Zverudo siyana nazvo uchachema sha Zverudo siyana nazvo Zverudo siyana nazvo Zverudo siyana nazvo Uchachema
Sanatçı: Qounfuzed
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:10
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Qounfuzed hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı