Qounfuzed

Uchanditsvaga Ndakusada (feat. Ishan)

qounfuzed uchanditsvaga ndakusada (feat. ishan) şarkı sözleri

Wakandi shainira Kare Nhasi wavakutaimira Vale Kana nguva yangu yakwana Wangu ndichamuwana Ingori nyaya yemukana Pamwe anouya mangwana Wangu anouya mangwana Iwe ndanzwa nekukunyorera tsamba Uchingondiramba Uchanditsvaga Ndakusada Uchandida ndakusatsvaga Ipapo ndinenge ndakuita nezve life yangu wakuona sendakudada Uchanditsvaga Ndakusada Uchandida ndakusatsvaga Ipapo ndinenge ndakuita nezve life yangu wakuona sendakudada Haa Kana Zvaita Uchauya wega Kana Zvaita Uchauya wega Haa Kana Zvaita Uchauya wega Kana Zvaita Uchauya wega Wakandipengesa nguva ye Jatropha Wakanditengesa leather Sofa Ukazondichemedza ndokubva ndoga Vavengi vese Ndokubva vafara Kana nguva yacho yakwana Maybe you will forgive me somehow I don't wanna rush you mama Ndanzwa nekukunyorera tsamba Uchingondiramba Uchanditsvaga Ndakusada Uchandida ndakusatsvaga Ipapo ndinenge ndakuita nezve life yangu wakuona sendakudada Uchanditsvaga Ndakusada Uchandida ndakusatsvaga Ipapo ndinenge ndakuita nezve life yangu wakuona sendakudada Haa Kana Zvaita Uchauya wega Kana Zvaita Uchauya wega Haa Kana Zvaita Uchauya wega Kana Zvaita Uchauya wega Well my side of the story is kinda different I wasn't barely through my mission I thought I had all that it done took baby I didn't realise I wasn't paying attention to the dash now boom I fell in love with you can you believe it Stayed up all night she finna heal me Painting stars with some magic Didn't know it would end up in a tragedy Kana nguva yacho yakwana Maybe you will forgive me somehow I don't wanna rush you mama Ndanzwa nekukunyorera tsamba Uchingondiramba Kana nguva yangu yakwana Wangu ndichamuwana Ingori nyaya yemukana Zvimwe anouya mangwana Wangu anouya mangwana Iwe ndanzwa nekukunyorera tsamba Uchingondiramba Uchanditsvaga Ndakusada Wakandi shainira Kare Wakandi shainira Kare Wakandi shainira Kare Wakandi shainira Kare Nhasi wavakutaimira Vale
Sanatçı: Qounfuzed
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:14
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Qounfuzed hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı