qounfuzed usaneta (feat. apostle sean) şarkı sözleri

Wava wega Kubuda kwezuva mufaro uchauya Ewuwe nyarara aahambokusiye uchiparara I know you are crying (Nyangwe zvikanzi zvarema) Tears ain't drying uneronda muhana I know you are trying Unosvikepi uchichema Wakakosha uchafara ramangwana zvichanaka Pamberi pevanhu unenge uchiseka Wava wega wotanga kuchema Wava wega Unovanza Pamberi pevanhu unenge unenge uchiseka Wava wega wotanga kuchema Wava wega Chandinoziva kubuda kwezuva mufaro uchauya Usaneta Mwari vanokunzwa Usaneta Usaneta kubuda kwezuva mufaro uchauya Usaneta ramba uchizama Usaneta Panopera rima ziva kuti panouya chiedza(Chiedza) Nyangwe zvikaramba pekutanga ramba uchiedza (Chiedza) Zvingatora nguva asi rako Zuva richatsvika Saka shinga Ehhh Pamberi pevanhu unenge uchiseka Wava wega wotanga kuchema wava wega Unenge uchiseka Wava wega wotanga kuchema wava wega Chandino ziva kubuda kwezuva mufaro uchauya ohhhhh Kubuda kwezuva mufaro uchauuuyaaa Ohhh Chandino ziva kubuda kwezuva mufaro uchauya Usaneta Mwari vanokunzwa Usaneta Kubuda kwezuva mufaro uchauya Ramba uchizama usaneta Kana nesuwo takabvaka nemo Usatiwone takadai Memo Takabikwa tikatoibva nayo nhamo Fanika zvangu zviri worse ndakazvarirwamo (well) Asi nenyasha Takazozobudamo Kana newewo takatobikwa Tikatoibvawo nayo nhamo Asi nekuda kwenyasha Takazobudamo.. Pamberi pevanhu unenge uchisekaaa iweweee heeeheee Pamberi pevanhu unenge uchiseka iwewe (iwewe) Chandino ziva kubuda kwezuva Mufaro uchauuuyaaa u Usaneta Mwari vanokunzwa Usaneta Usaneta kubuda kwezuva mufaro uchauya usaneta ramba uchizama usaneta Usaneta kubuda kwezuva mufaro uchauya usaneta ramba uchizama usaneta
Sanatçı: Qounfuzed
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 4:27
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Qounfuzed hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı