Qounfuzed

Wakandiroya (feat. Majjesty & Nutty O)

qounfuzed wakandiroya (feat. majjesty & nutty o) şarkı sözleri

Dai ndakangokusiya uri sneaky link Haudeserve kuiswa pa profile pic Muroyi Akandiroya Akandisiya nevanga Hona yaakazonditamba Ndaitodanana nen'anga Kanhai Mhosva ndeyangu shaa Ndini ndakakasika kubeliever Ndakakasika kubeliever Iwewe ehe bho zviriko Chawaingoda kungondi deceiver Aiwa naMwari O Munyama uchakuwira Haungambondidai so Nezvese zvandaikuitira Ndikai funga mari yangu yandakaspender shaa Ko time yangu yandaka waister Ma feelings andanga nda invester Shamwari hauripinde denga aah Wakandi damager moyo wangu wanga wakabatana Zvakunetsa kuti ndi truste Handicha believer love Handicha believer love Handicha believer love Haichanakidza life Wakandiroya Wakapinda mulife mangu Ukachinja twunhu twangu Ndokuputsa moyo wangu Wakandiroya Wakapinda mulife mangu Ukachinja twunhu twangu Ndokuputsa moyo wangu Wakandiroya Dai ndisina kuisa mafeelings pazvinhu Dai ndisina kuita zvemoyo Zvazvitori better Hona ndakuregretter Dai ndisina kuisa mafeelings pazvinhu Dai ndisina kuita zvemoyo Zvazvitori better Hona ndakuregretter Now yangova regret Dai ndaka eliminater Ese madhiri elove Ndakuziva hangu Kuti uri razor Aewa muroyi ndiwe Akatonhodza moyo ndiwe I should never made you part of the plan Coz you don't deserve me No lie I should have known known you are messed up It's true you came in you changed my plans Wandiroya girl Wandiroya Wakapinda mulife mangu Ukachinja twunhu twangu Ndokuputsa moyo wangu Wakandiroya Wakapinda mulife mangu Ukachinja twunhu twangu Ndokuputsa moyo wangu Wakandiroya Dai ndisina kuisa mafeelings pazvinhu Dai ndisina kuita zvemoyo Zvazvitori better Hona ndakuregretter Dai ndisina kuisa mafeelings pazvinhu Dai ndisina kuita zvemoyo Zvazvitori better Hona ndakuregretter Waindinyepera uchindisofter Kuti ndakakugonera uchandipowo star (poster) Mufunge nyaya yerudo yandicoster yandicoster Kana waisandida nemoyo wese Dai wakangoregedza Saka ndichadzorera sei Nguva yangu yawakapedza Dai ndisina kumbokupa mukana Dai tisina kumbosangana Dai ndisina kumbokupa mukana Waisazombondikanya Haa Wakandiroya Wakapinda mulife mangu Ukachinja twunhu twangu Ndokuputsa moyo wangu Wakandiroya Wakapinda mulife mangu Ukachinja twunhu twangu Ndokuputsa moyo wangu Wakandiroya Dai ndisina kuisa mafeelings pazvinhu Dai ndisina kuita zvemoyo Zvazvitori better Hona ndakuregretter Dai ndisina kuisa mafeelings pazvinhu Dai ndisina kuita zvemoyo Zvazvitori better Hona ndakuregretter
Sanatçı: Qounfuzed
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 4:19
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
Qounfuzed hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı