r2-au dhomo (feat. kris bright) şarkı sözleri

I can't give you up I can't give you up I can't give you up I can't give you up I can't give you up I can't give you up I can't give you up Mwana waamai unopisa Kupengesa mwoyo wangu zvinotyisa Heart Attack Sezvo dzawira mutswanda Wakadzika kubva kudenga Let me be your shelter Mwari andi blesser newe Won't you spend this life with me Kubva zuva rino kusvika muvhu Iwe mwana weivhu My Zimbo beauty My Zimbo beauty My Zimbo beauty My Zimbo beauty My Zimbo beauty My Zimbo beauty My Zimbo beauty My Zimbo beauty Ahhh Wandipengesa nerudo Wandipengesa nerudo Wandipengesa nerudo Ndiwe wandituma nditange kuti dhomo dhomo Wandipengesa nerudo Wandipengesa nerudo Wandipengesa nerudo Ndiwe wandituma nditange kuti Dhomo Dhomo Ahhh Kudhomoka Kudhomoka Dhomo Dhomo Kudhomoka Kutomokaa So be my Beyonce I will be your Jay-Z Senge musoro kutema I will be your pain eaze You are different from ana Stacy Iwe ndakatokupihwa natenzi Ndotongoda umbogara neni Umbogarawo neni Usandisiya ndiri ndega wangu babe Ndinotoda kuti timbodana tiri two Ndinotoda kuti timbodana tiri two Aiwa inhau dzerudo Hapana kana zvimwe zviri mumoyo Rega ndizvitaure ndizvo zviripo Ndiwe wambondiita kuti ndimbofeeler bho so ah Aiwa ndambopenga penga Aiwa ndambomhanya mad Wambondiita ndimbofeeler great Musoro wangu wakutodawo mapills Ahhh Wandipengesa nerudo Wandipengesa nerudo Wandipengesa nerudo Ndiwe wandituma nditange kuti dhomo dhomo Wandipengesa nerudo Wandipengesa nerudo Wandipengesa nerudo Ndiwe wandituma nditange kuti Dhomo Dhomo Ahhh Kudhomoka Kudhomoka Dhomo Dhomo Kudhomoka Kutomokaa I can't give you up
Sanatçı: R2-AU
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 3:04
Toplam: kayıtlı şarkı sözü
R2-AU hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı