saine jimmz muhedheni şarkı sözleri
Saine
Ah
Yeah
Eh
Ndisati Ndamuhedheni ndaiva wesabata
Taiziva father Christmas, Taisaziva kuti Santa (kuti chii)
Takabva nayo struggle taipfeka pushi reBata
Taisarova gear taingoziva kune mbatya
Ndisati ndakutamba ndenga ndakambotamba nanaSparta
Taiziva kunyora tsamba taisaziva kutenga data
Tisati tane den vamwe vaiti tiri masquatter
Chataisaziva kuti nothing comes on a silver platter
Takazotanga kurova rugu vamwe vachirova mabhuku
Kutyoro vaizviziva kuti mukoma inhubu (Aitonetsa)
Ndakamborohwa ndambotema teacher vedu nechigubhu
Ndikadzingwa headmaster ndavadedza kuti bhuju (Iwe bhuju!)
Vamwe vachitsoma machicks isu taitsara huku
Kurova gochi gochi taba jongwe pana Muku (hii)
Ndakambofarisa zvekubvisa mhamha dhuku, hapana chavakandiita vakangondipa rimwe looku
Pase pandaisvika hapana aiti bufu
Munhu wese aizviziva kuti kupera kwazvo rufu
Ndakamborova mumwe mupfanha aizvitemba netu kung fu
Ukadakuita kunge gonzo shuwa waifira mafufu
Ey
Ndisati Ndamuhedheni ndaiva wesabata
Taiziva father Christmas, Taisaziva kuti Santa
Takabva nayo struggle taipfeka pushi reBata
Taisarova gear taingoziva kune mbatya
Ndisati ndakutamba ndenga ndakambotamba nanaSparta
Taiziva kunyora tsamba taisaziva kutenga data
Tisati tane den vamwe vaiti tiri masquatter
Chataisaziva kuti nothing comes on a silver platter
Kupihwa dollar rekugerwa ndichidzoka ndine Rasta
Ndaisarovha church ndichidanana nemwana wapastor
Vandiita muYouth apa ndanda ndiri mukwasha
Hameno chandaiziva kuti Mwari ane nyasha
Chamba chaisamira chaitogara chapaswa
Taitovhura hombe taitogara takabatwa
Vamwe vachitaura hupenyu isusu tichitaura Patwa
Kuswera tiri high kuzviita team reNASA
Life ndeyekuzvifadza ndizvozvega zvataibata
Mudhara wepaNext ndaisaziva kuti in'anga
Apa taimu mecha taimuseka kuti ane man'a
Pamwe hatichazive pamwe ndiye akutipa hunger
disati Ndamuhedheni ndaiva wesabata