s.w.k and mxchelle rudo şarkı sözleri
Hanzi Moyo
Moyo
Hanzi Moyo
Moyo
Hanzi Moyo
Moyo
Hanzi Moyo
Moyo Muti
Unomera
Paunoda kani
Saka nhasi, nhasi
Ndabvuma amai
Ndapera pa ari
Ndamuda zva ari
Zvakare ndezvakare
Ahh
Hanzi
Helele
Vakanyeya
Ngavanyeye
Handi terere
Because Rudo raunondipa
Hari tengeke
Just tell me what you want
I'll be there there there
So give me babies
Love me daily
Just don't play me
Alright kay kay
Ohh my ahh
You are the one for me girl
Need your company girl
Rudo raunondipa
Rino ndinakidza
Rino ndidadisa
Rino ndisimbisa
Zveshuwa
Rudo raunondipa
Rinotapira
Rinondisimudza
Baby ndakufarira ndabvuma
Bvuma bvuma bvuma
Baby ndakufarira ndabvuma
Bvuma bvuma
Ndati ini ndakufarira ndabvuma
Ndabvuma
Baby ndakufarira ndabvuma
Bvuma bvuma
Baby ndakufarira ndabvuma
But do they know oh
Love is for two
Rudo rwedo
Iwe neni haritangike
Vanovenga Inga wani
Hatiterere
Tichipengesa tichifarisa
Tichidanana wani
Baby rwedo rofadza Iwe neni
That's on us
That's on us
Vavengi vedu havambodi
Ndezvavo
Ndezvavo
Hatitangike hatibatike
Usaterere mhani i i usaterere
Hatitangike hatibatike
Usaterere mhani usaterere
Rudo Redu kani nderwedu
Thats on us
Coz hapana mumwe
Wandongabodi
Oh baby
Hanzi
Helele
Vakanyeya
Ngavanyeye
Handi terere
Because rudo raunondipa
Hari tengeke
Just tell me what you want
I'll be there there there
So give me babies
Love me daily
Just don't play me
Alright kay kay
Ohh my ahh
You are the one for me girl
Need your company girl
Rudo raunondipa
Rino ndinakidza
Rino ndidadisa
Rino ndisimbisa
Zveshuwa
Rudo raunondipa
Rinotapira
Rinondisimudza
Baby ndakufarira ndabvuma
Bvuma bvuma bvuma
Baby ndakufarira ndabvuma
Bvuma bvuma
Ndati ini ndakufarira ndabvuma
Ndabvuma
Baby ndakufarira ndabvuma
Bvuma bvuma
Baby ndakufarira ndabvuma

