tactical ghetto şarkı sözleri

Haa maphanha wangu shaa handisi kana kumbokunyepera mapfanha wangu Haa ghetto ndiyo ndiyo Ghetto same same wangu Zvawakangosiya zviriko zvato worse wangu Zvakuti pauchadzoka kubva kuCyprus uchatoshamisika kuti Bhalubha ane mwana Jonzo aka zheterwa masinhi ese paden nemahwaga Haa usadaro mapfanha wangu Chidzoka shaa Chingodzoka shaa Chingodzoka shaa Ndakabva kughetto kusina leisure Leisure kwakazara pressure Kalife taiita kekubheja KeKubheja tsvaga life better Kughetto kusina leisure Leisure kwakazara pressure Kalife taiita kekubheja KeKubheja tsvaga life better Oh no We had to hustle for food to eat Pusha drug tichiuraya community Vanamonz vachichema hanzi mwanangu chii Dumbu riri empty ma dont blame me Tine boyz paGoshto tombosipa ngoto Tichiridza Winky gaya we will be 25 tomorrow Neva live in fear Maghevha masyndicate Tirumuarea tamba hweshe Chasing goals you dig Tamba wakangwarira uchitaura nemababy Jonso vakazheterwa vacatcherwo Baby Ghetto remalegends Rinodawo Patience Truth is My love for it is permanent Kuswera Pagram iluxury Unogona kutamba poverty Tese tinoda kuvaGinimbi Rags to Riches bag some features ziikanwa internationally Ndakabva kughetto kusina leisure Leisure kwakazara pressure Kalife taiita kekubheja KeKubheja tsvaga life better Kughetto kusina leisure Leisure kwakazara pressure Kalife taiita kekubheja KeKubheja tsvaga life better Ndakabva kughetto kusina leisure Leisure kwakazara pressure Kalife taiita kekubheja KeKubheja tsvaga life better Kughetto kusina leisure Leisure kwakazara pressure Kalife taiita kekubheja KeKubheja tsvaga life better
Sanatçı: Tactical
Türü: Belirtilmemiş
Ajans/Yapımcı: Belirtilmemiş
Şarkı Süresi: 2:20
Toplam: 1 kayıtlı şarkı sözü
Tactical hakkında bilgi girilmemiş.

Fotoğrafı